Register a domain name | Get your website designed | Get it hosted
-only @tremhost, order now

Amai Vakaipa Ava!

  • 1 Replies
  • 909 Views
*

Offline Takunda

  • *
  • 0
  • +0/-0
  • I shout so that you can hear me loud and clear
    • View Profile
Amai Vakaipa Ava!
« on: November 14, 2014, 05:03:03 PM »
SANDO TINOPA MAI TINDO
Mai Tindo was driving; semunhu anga aneta
ndobva vatsvaga Hotel yangairipedyo.
After 3hrs vamuka vakuda kuenderera mberi nerwendo vakasvika pacounter kuti
vabhadhare:
Mai T: How much kurara kwandaita?
Cashier: $250
Mai T: Ahh yakawandisa, deedzai manager!
(..Manager comes..)
Manager: Ehe ndizvo; 250 because tine maswimming pool munomu.
Mai T: Handina kuswimma ka ini?
Manager: Imi maregererei? Plus tine vaimbi, tourist attraction, maSports akasiyana siyana
Mai T: Panezvese hapana chandaona ndanga ndakarara
Manager: Maregererei? Hanti manga muri muno zvenyu.
(..Mai T vanobudisa chikwama chavo vobhadhara $50..)
Manager: Ko imwe $200?
Mai T: Ndakubhadharisai kurara kwamaita neni!
Manager: Handina kurara nemi...!!!
Mai T: Hanty ndanga ndiri muno? Saka maregererei?

*

Obvious

Re: Amai Vakaipa Ava!
« Reply #1 on: November 23, 2014, 09:22:04 AM »
Maths battles. Kanazvadai zvakutyisa!

 



Shout 3.0 © 2014-2016, Shout Website by Tremmly