Register a domain name | Get your website designed | Get it hosted
-only @tremhost, order now

Back in School

  • 0 Replies
  • 885 Views
*

Offline Ruvarangu6

  • *
  • 24
  • +0/-0
  • Just like a happy Zimbo
    • View Profile
Back in School
« on: August 14, 2014, 05:22:22 PM »
l remember tiri form 3 chikoro chaiva chakandiomera. Paiti pakanyorwa test yeMaths ndaitambira kubva pa5% kana ndamira mira ndosvikawo kana pa20%. Ndiyo yaiva range yangu iyoyo even nemamwe masubjects ese. Teacher vedu vaive netsika yedaidzira maMarks emunhu wese kutangira ane lowest mark kusvika highest, meaning ndini ndaitanga kushevedzerwa nekutanga kutora bepa rangu. Rimwe zuva Teacher akati achishevedzera mapepa edu nemamarks edu emaths akatangira pa4% sezvineiwo zita rangu rakashaikwa pacrew relowest marks, class yese yakanditarisa. Pakadanwa ma45% 50% 60% 70% zita rangu harina kudanwa class yese yakashamiswa nazvo. Ini zvakandishamisawo asi since maive nemsikana wandaida ndakabva ndapfeka face yeconfidence, yemunhu aiti " Maisandiziva mushe mhani" Kuzoti Teacher odana ma80% 85% 89% 92% 94%, zita rangu hwaaa harina kudanwa zvemashuwa, apa kwanga kwasara bepa 1 zvemashuwa vanhu vese vanga vanditarisa zvinovamwe vakuda kutondirovera maoko vamwe vatsamwa kuti tingakundwe nedofo here?? ini wacho ndaakutopfunyira shirt mubhurugwa kuitira pakusimuka, ndoopondonzwa Teacher oti " Pane benzi risina kunyora zita pabepa rine 2% ngariuye ritore bepa raro !!!!" Ndakabva ndadonha...
Rangu

 

How Econet spoiled the High School Love

Started by FafffyBoard Masasi emaZimbo

Replies: 0
Views: 727
Last post June 08, 2015, 10:08:14 PM
by Fafffy
Almost became a lesbian while at an all girls school

Started by ZimBabeBoard Stories

Replies: 1
Views: 1076
Last post April 11, 2015, 12:21:59 PM
by Tamia
Should you let your kid commute to school?

Started by ChipangamazanoBoard Ask or Tell

Replies: 1
Views: 755
Last post April 03, 2015, 09:58:06 AM
by Grandpa


Shout 3.0 © 2014-2016, Shout Website by Tremmly