Register a domain name | Get your website designed | Get it hosted
-only @tremhost, order now

Chihwindi chiri muropa

  • 0 Replies
  • 969 Views
*

Offline Ruvarangu6

  • *
  • 24
  • +0/-0
  • Just like a happy Zimbo
    • View Profile
Chihwindi chiri muropa
« on: October 29, 2014, 04:40:40 AM »
CHIHWINDI CHIRIMUROPA
Amai vakatengera mwana wavo katoy
kecombi,
mwana akatanga
kutamba achishevedzera,
"Mabvuku,Tafara naMtare road, eh,
eh vabereki garai 4-4 kana 5-5,
ko imi
amai makamirirei padoor, murimboko
mazvinzwa ka?" Imi ambuya
sebedzanai,
haikona kugara kunge munhu ari
kuzvara....the mother heard him
ndokumutorera toy iya. After a while
mai
vakanzwa tsitsi kuona mwana wavo
angonyarara achinzwisa tsitsi and she gave
him back the toy. Mai vakanzwa mwana uya
watanga zvekare, "right vabereki tadzoka
manje, sorry zvenyu mota yanga yatorwa
nekahure kekanzuru!!!
Rangu

 



Shout 3.0 © 2014-2016, Shout Website by Tremmly