Register a domain name | Get your website designed | Get it hosted
-only @tremhost, order now

Confusion mukombi

  • 0 Replies
  • 769 Views
*

Offline Khumalo

  • *
  • 10
  • +0/-0
  • I shout so that you can hear me loud and clear
    • View Profile
Confusion mukombi
« on: June 19, 2015, 02:08:26 PM »
Ndakati ndiri mukombi hangu neshamwari yangu. Ndokubva taona kuti yaiva yakazara varume vega vega, Serious yavanga vakarova yacho, kana nesu takambovhunduka. Tati fambei fambei. Foni yeshamwari yangu yakarira akatora hake foni yake muhomwe, vanhu vese vakati ziii. Ndiye, "HELLO BABE, WASWERA SEI, MIRA NDOZOKUFONERA PANDIRI HAPASI KUITA NEKUTI MURUME WAKO ARIMO MUNO, NDAKWIRA NAYE MUKOMBI" vakomana kombi yakamiswa muroad munhu wese achida kuona number dzanga dzaFona, LUCKY kuti yanga iri ALARM yaanga asetter. Mukadzi anodiwa shuwa.

 



Shout 3.0 © 2014-2016, Shout Website by Tremmly