Register a domain name | Get your website designed | Get it hosted
-only @tremhost, order now

Dzungu Pamuchato

  • 0 Replies
  • 807 Views
*

Offline Musandibhowa

  • *
  • 1
  • +0/-0
  • I shout so that you can hear me loud and clear
    • View Profile
Dzungu Pamuchato
« on: October 26, 2014, 06:48:05 PM »

Tete vemukadzi: Nhaiwe ko zvauchiri wakagara mumota hausi kuona kuti vanhu vaneta nekumurira muchati, chiita ufambe!
 Bride :  Im feeling dizzy ngatimbomirei
 Bride's yng sis: Anonyepa Tete awona boyfrend yake iya yakambomupa nhumbu akabvisa. we saw him yesterday akati arikuda kuuya kuzomisa muchato nekuti havana kurambana!!!!
 ;D ;D ;D ;D

 



Shout 3.0 © 2014-2016, Shout Website by Tremmly