Register a domain name | Get your website designed | Get it hosted
-only @tremhost, order now

Masasi reloaded

  • 0 Replies
  • 829 Views
*

Offline Takunda

  • *
  • 0
  • +0/-0
  • I shout so that you can hear me loud and clear
    • View Profile
Masasi reloaded
« on: November 23, 2014, 09:31:19 AM »
*** Zvidhakwa 3 zvakakwira taxi zvakadhakwa heavy. Taxi driver akangostarter mota akabva adzima akati tasvika vasina kumbofamba. Chidhakwa 1 chakaburuka chakatenda, chidhakwa 2 chakaburitsa mari chikabhadhara. Chechi3 chakapa driver zimbama. Driver akafunga kuti raona zvaitika akabva avhunza kuti kowandiroverei? chidhakwa chikati speed yako yakawandisa, ko dai watiuraya.

*** Mai Chinotimba,"Yuwi baba waEsnath mwana amedza gonzo todiiko,yuwi kani"Chinotimba nehasha,"Iwe mai Esnath handidi munhu asingafungi wazvinzwa, mupe mushonga wemakonzo rifire imomo.

*** A boy after smoking the best grade of mbanje went home high out of his mind. He walked in & sat in the lounge where his parents were. He kept staring at his dad & afta a long while he said to his dad, "Pamusoroi ndibvunzewo?" Then dad says sure. The boy goes on to say, "But mdara face yenyu haisi nyowani, ndokuzivirai kupi?"

 

Masasi ekuChina

Started by KhumaloBoard Masasi emaZimbo

Replies: 0
Views: 700
Last post June 19, 2015, 05:13:10 PM
by Khumalo


Shout 3.0 © 2014-2016, Shout Website by Tremmly