Register a domain name | Get your website designed | Get it hosted
-only @tremhost, order now

Zvikwereti pachiZimbo

  • 0 Replies
  • 765 Views
*

Offline Chipangamazano

  • *****
  • 15
  • +0/-0
  • PM/Send me a message and I will address your issues
    • View Profile
Zvikwereti pachiZimbo
« on: June 22, 2015, 05:01:40 PM »
Ko ndikweretesewo ka $500 dollars , ndokupa back kupera kwa June kana kutanga kwa July asi July haambopera ndisati ndakupa ndikatadza August its obvious , but still September ndine ka back pay katirikupiwa zvekuti ndikatokundikana ipapa definitely November ndukupa akupera because tinenge takupiwa Bonus plus nyangwe tikasapuwa December Inini ndopandirikupuwa round ndini ndiri kupedzisira ndobva ndatangwa futi kupiwa January saka January 2016 hapana pandingazombokurasisawo ndibatsirewo hama yangu  , unongoziva kuti handigarise nezvikwereti . kkkkkk tumira sahwira wako anakidzwewo
I'm an advisor, therapist, nature lover, fitness nut and I enjoy learning new things. Ask me anything via message/pm and I will do the best I can to help.

 



Shout 3.0 © 2014-2016, Shout Website by Tremmly