Register a domain name | Get your website designed | Get it hosted
-only @tremhost, order now

Fight mukombie

  • 0 Replies
  • 776 Views
*

Offline Khumalo

  • *
  • 10
  • +0/-0
  • I shout so that you can hear me loud and clear
    • View Profile
Fight mukombie
« on: July 11, 2015, 02:25:08 PM »
It was a Friday, nezuro chaiye! Ahhh, ndiri kutobva zvangu kuCricket maiziya- heading kuMarondera. I went into an iveco and since I was e first one to jump in; I sat on a comfortable seat zvangu, popped a can and sipped it zvinyoronyoro. Iveco yacho yakakurumidza kuzara maseats but on an Iveco there has to be standing passengers right? Yeah.

Meanwhile, pakauya zindimba, hofori chaiyo yemurume and while he was outside he asked conductor kuti, "Sha mukombi mune maseats here?" Zvikanzi naconductor, "Eeh arimo".

Ndimba rakapinda haro muIveco wanei pasara standing, ndimba rikati ratsamwa, "Ko conductor wati mune maseats wani???"
Zvikanzi naconductor, "Eeh arimo, hausi kumaona here?""
Ahhh ndima rakatsamwa, "iwe usandiita benzi, hausi kuziva zvandiri kureva here?"

Takazoona conductor akuzvambaradzwa lol, pakashandwa munhu!

 

Celebs attended MayPac fight!

Started by ZimboCool BoyBoard Gossip

Replies: 0
Views: 786
Last post May 03, 2015, 09:55:35 PM
by ZimboCool Boy


Shout 3.0 © 2014-2016, Shout Website by Tremmly